Acts 5:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋaranda ʋakati ʋaciȿika’po, ʋakawana ʋasi’mo mutoroŋgo; ʋakadzoka, ʋaka ʋa ʋudza iɀoɀo, ʋaciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vabati vakati vasvika pajeri, vakawana vasimo. Saka vakadzokera vakandoti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mapurisa pavakasvika, havana kuvawana muJeri. Vakadzokera vakavataurira vakati,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi varanda vakati vachisvikapo, vakawana vasimo mutorongo vakadzoka, vakavaudza izvozvo, vachiti,
Shona 2009?
Asi varanda vakati vachisvikapo, vakawana vasimo mutirongo; vakadzoka, vakavavudza izvozvo,
Shona SUB 2002 Bible
Asi varanda vakati vachisvikapo, vakawana vasimo mutorongo vakadzoka, vakavaudza izvozvo, vachiti,