Acts 5:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukuru naʋatariri ʋakaenda, ʋakaʋuya naʋo, ʋasiŋgaiti nesimba, nokuti ʋakaŋga ʋacitya ʋanhu, kuti ʋaŋgatakwa namabge.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakazvinzwa, mukuru wavarindi akabva aenda navabati vake akandouya navapostori. Havana kuzviita nokumanikidza, nokuti vaitya kuti vanhu vangavatake namabwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo mukuru wapaTemberi namapurisa vakaenda vakandovatora pasina muchokoto nokuti vaitya kutemwa namatombo navanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukuru navatariri akaenda, akauya navo, vasingaiti nesimba, nokuti vakanga vachitya vanhu, kuti vangatakwa namabwe.
Shona 2009?
Zvino mutungamiriri wavarwi, navatariri, vakaenda, vakavuya navo, vasingaiti nesimba, nokuti vakanga vachitya vanhu kuti zvimwe vangatakwa namabwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukuru navatariri akaenda, akauya navo, vasingaiti nesimba, nokuti vakanga vachitya vanhu, kuti vangatakwa namabwe.