Acts 5:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋaȿika naʋo, ʋakaʋaisa kumakurukota. Muprista mukuru akaʋabvunza,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vauya navapostori, vakavamisa pamberi peDare Guru kuti vabvunzwe nomuprista mukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakauya navo vakavamisa pamberi pedare, mupristi mukuru akavabvunza
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vasvika navo, vakavaisa kumakurukota. Mupristi mukuru akavabvunza,
Shona 2009?
Vakati vasvika navo, vakavaisa kumakurukota. Muprista mukuru akavabvunza
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vasvika navo, vakavaisa kumakurukota. Mupristi Mukuru akavabvunza,