Acts 5:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari wamadziɓaɓa eɗu wakamutsa Jesu, iye wamakaʋuraya mucimuturika pamuti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari wamadzibaba edu akamutsa Jesu kubva kuvakafa uyo wamakaita kuti aurayiwe nokumuturika pamuti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari wamadzibaba edu akamutsa Jesu wamakauraya nokumurembedza pamuti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari wamadzibaba edu akamutsa Jesu, iye wamakauraya muchimuturika pamuti.
Shona 2009?
Mwari wamadzibaba edu wakamutsa Jesu iye wamakavuraya imwi muchimuturika pamuti,
Shona SUB 2002 Bible
Mwari wamadzibaba edu akamutsa Jesu, iye wamakauraya muchimuturika pamuti.