Acts 5:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iʋo ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakafa neshuŋgu, ʋakaɗa kuʋaʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vanzwa izvi, vakashatirwa uye vakada kuvauraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakanzwa izvi vakashatirwa zvikuru kwazvo vakafunga zvokuvauraya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ivo vakati vachizvinzwa, vakafa neshungu, vakada kuvauraya.
Shona 2009?
Zvino ivo vakati vanzwa vakafa neshungu, vakarangana kuvavuraya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ivo vakati vachizvinzwa, vakafa neshungu, vakada kuvauraya.