Acts 5:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwaʋari: Ʋarume ʋaIsraeri, cenjerai ɀamunoɗa kuitira ʋanhu aʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kwavari, “Imi vaIsraeri, nyatsofungai pamusoro pezvamuri kuda kuita kuvanhu ava.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndopaakavati, “Vanhu veIsiraeri chenjerai nezvamunoita navanhu ava.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwavari, “Varume vaIsiraeri, chenjerai zvamunoda kuitira vanhu ava.
Shona 2009?
akati kwavari: Varume vaIsraeri, zvichenjererei maererano nezvamunoda kuitira vanhu ava.
Shona SUB 2002 Bible
akati kwavari, “Varume VaIsiraeri, chenjerai zvamunoda kuitira vanhu ava.