Acts 5:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakaɓuɗa pamakurukota, ʋacifara, ɀaʋakanzi ʋakafanirwa iʋo kuɀidzwa nokuɗa kwezita rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vapostori vakabva paDare Guru, vachifara nokuda kwokuti vakanga vanzi vakafanirwa nokutambudzika nokuzvidzwa nokuda kweZita iri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva mudare vachifara kuti vakaonekwa vakakodzera kuzvidzirwa zita iroro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakabuda pamakurukota, vachifara, zvavakanzi vakafanirwa ivo kuzvidzwa nokuda kwezita rake.
Shona 2009?
Ipapo vakabva pazviso zvamakurukota, vachifara, kuti vakafanirwa kunyadziswa nokuda kwezita rake.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakabuda pamakurukota, vachifara, zvavakanzi vakafanirwa ivo kuzvidzwa nokuda kwezita rake.