Acts 5:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Majaya akasimuka, akamuputira, ndokumutakurira kunze, ndokumuʋiga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo majaya akaswedera, akaputira muviri wake, akamutakura akaenda naye kunze vakandomuviga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vechidiki vakasimuka vakamuputira vakamutakura vakandomuviga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Majaya akasimuka, akamuputira, ndokumutakurira kunze, ndokumuviga.
Shona 2009?
Majaya akasimuka akamuputira ndokumutakurira kunze ndokumuviga.
Shona SUB 2002 Bible
Majaya akasimuka, akamuputira, ndokumutakurira kunze, ndokumuviga.