Acts 5:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Petro akapindura kwaari, akati: Ndiʋudze kana makateŋgesa munda ne mari yakaɗai? Iye akati: Hoŋo, neyakaɗai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Petro akamubvunza akati, “Ndiudze, uyu ndiwo here mutengo wamakawana, iwe naAnaniasi, pamunda?” Iye akati, “Hongu, ndiwoyu mutengo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pita akati kwaari, “Ndiudze kuti makatengesa munda uyu nemari iyi here?” Mudzimai akati, “Hongu nemari iyoyo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Petirosi akapindura kwaari akati, “Ndiudze kana makatengesa munda nemari yakadai?” Iye akati, “Hongu, neyakadai.”
Shona 2009?
Peturo akapindura, akati: Ndivudze kana makatengesa munda nemari yakadai? Iye akati: Hongu, neyakadai.
Shona SUB 2002 Bible
Petirosi akapindura kwaari akati, “Ndiudze kana makatengesa munda nemari yakadai?” Iye akati, “Hongu, neyakadai.”