Acts 6:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaisa’po ɀapupu ɀenhema, ɀaiti: Munhu uyu haaregi kutaura mashoko anomhura imba iyi tȿene nomurairo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabudisa zvapupu zvenhema, zvikati, “Munhu uyu haamboregi kutaura zvakaipa pamusoro penzvimbo tsvene ino uye napamusoro pomurayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamuisira zvapupu zvenhema vakati: “Munhu uyu haambomira kutaura mashoko ukushora nzvimbo ino tsvene uye kushora Mutemo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakaisapo zvapupu zvenhema, zvaiti, “Munhu uyu haaregi kutaura mashoko anomhura imba iyi tsvene nomurayiro.
Shona 2009?
vakaisapo zvapupu zvenhema, zvaiti: Munhu uyu haaregi kutaura mashoko anomhura imba iyi tsvene nomurairo,
Shona SUB 2002 Bible
vakaisapo zvapupu zvenhema, zvaiti, “Munhu uyu haaregi kutaura mashoko anomhura imba iyi tsvene nomurairo.