Acts 6:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanegumi naʋaʋiri ʋakaɗana ʋadzidzi ʋazhinji, ʋakati: Hakuzakafanira kuti isu tirege shoko raMŋari, tishumire pamatafura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vane gumi navaviri vakaunganidza vadzidzi vose pamwe chete vakati, “Hazvingavi zvakanaka kwatiri kuti tirege ushumiri hweshoko raMwari kuti tishande pamatafura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vane gumi navaviri vakaunganidza gungano ravadzidzi vakati, “Hazvina kunaka kuti tirege kuparidza shoko raMwari tichipa zvokudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vane gumi navaviri vakadana vadzidzi vazhinji, vakati, “Hakuzakafanira kuti isu tirege kuparidza shoko raMwari, tishumire pamatafura.
Shona 2009?
Zvino vanegumi navaviri vakadanira kwavari chaunga chevadzidzi, vakati: Hazvifaniri kuti isu tirege shoko raMwari, tishumire pamatafura.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vane gumi navaviri vakadana vadzidzi vazhinji, vakati, “Hakuzakafanira kuti isu tirege kuparidza shoko raMwari, tishumire pamatafura.