Acts 7:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muprista mukuru akati: Ɀinhu iɀi ndiɀo nhai?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo muprista mukuru akamubvunza akati, “Izvi zvauri kupomerwa ndezvechokwadi here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi mukuru akati, “Ndizvo here izvi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mupristi mukuru akati, “Zvinhu izvi ndizvo nhai?”
Shona 2009?
Ipapo muprista mukuru akati: Zvinhu izvi ndizvo nhai?
Shona SUB 2002 Bible
Mupristi Mukuru akati, “Zvinhu izvi ndizvo nhai?”