Acts 7:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nzara ikaȿika paEgipita yose neKanani, nenhamo huru; madziɓaɓa eɗu akashaiwa ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino nzara yakasvika muIjipiti yose neKenani, kukava nokutambudzika kukuru, uye madzibaba edu akashayiwa zvokudya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kwakauya nzara muIjipiti yose neKanani nokutambura kukuru kwazvo. Madzitateguru edu akashaya zvokudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nzara ikasvika paIjipiti yose neKanani, nenhamo huru; madzibaba edu akashayiwa zvokudya.
Shona 2009?
Zvino nzara ikasvika paIjipiti yose neKanani, nedambudziko guru; madzibaba edu akashaiwa zvokudya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nzara ikasvika paIjipiti yose neKenani, nenhamo huru; madzibaba edu akashayiwa zvokudya.