Acts 7:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo, wakati anzwa kuti Egipita kuneɀiyo, pakutaŋga akatuma madziɓaɓa eɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akati anzwa kuti kuIjipiti kwaiva nezviyo, akatuma madzibaba edu parwendo rwavo rwokutanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho paakanzwa kuti kune zvokudya kuIjipiti akatuma madzibaba edu kokutanga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho, akati anzwa kuti kuIjipiti kune zviyo, pakutanga akatuma madzibaba edu.
Shona 2009?
Asi Jakobho, wakati anzwa kuti kunezviyo Ijipiti, akatuma pakutanga madzibaba edu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho, akati anzwa kuti kuIjipiti kune zviyo, pakutanga akatuma madzibaba edu.