Acts 7:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pa rwendo rwecipiri Josefa akazikanwa naʋakuru ʋake; rudzi rwaJosefa rukaʋonekwa naFarao.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Parwendo rwavo rwechipiri, Josefa akaudza madzikoma ake kuti iye aiva ani uye Faro akanzwa nezvemhuri yaJosefa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Parwendo rwechipiri Josefi akazvizivisa kuvakoma vake. Ndokubva mhuri yaJosefi yazivikanwa naFarao.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Parwendo rwechipiri Josefa akazikanwa navakuru vake; rudzi rwaJosefa rukaonekwa naFarao.
Shona 2009?
Zvino rwechipiri Josefa wakaziviswa kuvakuru vake; rudzi rwaJosefa rukaratidzwa naFarao.
Shona SUB 2002 Bible
Parwendo rwechipiri Josefa akazikanwa navakuru vake; rudzi rwaJosefa rukaonekwa naFarao.