Acts 7:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuȿikira mumŋe mambo akamuka muEgipita, wakaŋga asina‐kuziʋa Josefa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mumwe mambo, akanga asingazivi nezvaJosefa, akava mutongi weIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kusvikira pamuka mumwe mambo akanga asingazivi Josefi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kusvikira mumwe mambo akamuka muIjipiti, akanga asina kuziva Josefa.
Shona 2009?
kusvikira mumwe mambo amuka muIjipiti, wakanga asina kuziva Josefa.
Shona SUB 2002 Bible
kusvikira mumwe mambo akamuka muIjipiti, akanga asina kuziva Josefa.