Acts 7:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akaɓata rudzi rweɗu namano, akatambudza madziɓaɓa eɗu, akaʋaraira kuti ʋarashe ʋacece ʋaʋo, kuti ʋarege kuraramiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabata vanhu vedu zvakaipa akadzvinyirira madzitateguru edu achivamanikidza kuti varase vana vachangoberekwa kuitira kuti vagofa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu iyeyo akabata rudzi rwedu noujarijari. Akamanikidza madzitateguru edu kuti vayanike vacheche vavo kuti vafe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Iye akabata rudzi rwedu namano, akatambudza madzibaba edu, akavarayira kuti varase vacheche vavo, kuti varege kuraramiswa.
Shona 2009?
Iye akabata rudzi rwedu namano, akatambudza madzibaba edu, akavarashira vacheche vavo, kuti varege kurarama.
Shona SUB 2002 Bible
“Iye akabata rudzi rwedu namano, akatambudza madzibaba edu, akavaraira kuti varase vacheche vavo, kuti varege kuraramiswa.