Acts 7:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa iyo Mosesi akaɓerekwa, wakaŋga akaiȿo‐naka kwaɀo; akarerwa mŋedzi mitatu mumba maɓaɓa ʋake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Panguva iyoyo Mozisi akaberekwa, uye akanga asiri mwanawo zvake. Akachengetwa mumba mababa vake kwemwedzi mitatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva iyoyo ndipowo pakaberekwa Mosesi uye akanga akanaka zvikuru kwazvo pana Mwari. Akarerwa kwemwedzi mitatu mumba mababa vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva iyo Mosesi akaberekwa, akanga akaisvonaka kwazvo; akarerwa mwedzi mitatu mumba mababa vake;
Shona 2009?
Nenguva iyoyo Mozisi akaberekwa, wakanga akaisvonaka kwazvo kunaMwari; akarerwa mwedzi mitatu mumba mababa vake.
Shona SUB 2002 Bible
Nenguva iyo Mosesi akaberekwa, akanga akaisvonaka kwazvo; akarerwa mwedzi mitatu mumba mababa vake;