Acts 7:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aȿika makore anamakumi manna, mŋoyo wake ukaɗa kushanyira hama dzake, ʋana ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mozisi paakanga ava namakore makumi mana okuberekwa, akafunga zvokundoshanyira hama dzake ivo vaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Paakanga ava namakore makumi mana, akaita pfungwa yokushanyira hama dzake vaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino akati asvika makore ana makumi mana, mwoyo wake ukada kushanyira hama dzake, vana vaIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino wakati asvika makore anamakumi mana akazara zvikasvika mumoyo make kushanyira hama dzake, vana vaIsraeri.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino akati asvika makore ana makumi mana, mwoyo wake ukada kushanyira hama dzake, vana VaIsiraeri.