Acts 7:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwaʋari: Ibva munyika yako, nokuhama dzako, uende kunyika yandinozokuratidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akati kwaari, ‘Ibva munyika yako nokuhama dzako, uende kunyika yandichakuratidza.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Ibva munyika mako nomuhama dzako uende kunyika yandichakuratidza.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwavari, ‘Ibva munyika yako, nokuhama dzako, uende kunyika yandinozokuratidza.’
Shona 2009?
akati kwavari: Buda munyika yako, nokuhama dzako, uende kunyika yandichakuratidza.
Shona SUB 2002 Bible
akati kwavari, ‘Ibva munyika yako, nokuhama dzako, uende kunyika yandinozokuratidza.’