Acts 7:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akati aciɀiʋona, akashamiswa neɀaakaʋona; ɀino akati acisweɗera kuzocerekedza, inzwi raShe rikanzwika, riciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakaona chinhu ichi, akashamiswa nezvaakaona. Akati achiswedera kuti anyatsoona, akanzwa inzwi raIshe richiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi paakazviona akashamiswa nezvaakaona. Paakaswedera pedyo kuti anyatsoona, izwi raTenzi rakanzwika richiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akati achizviona, akashamiswa nezvaakaona; zvino akati achiswedera kuzocherekedza, izwi raIshe rikanzwika, richiti,
Shona 2009?
Mozisi wakati achi\add zvi\add*vona, akashamiswa nezvaakavona; zvino akati achiswedera kuzocherekedza, inzwi raShe rikasvika kwaari \add richiti\add*:
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akati achizviona, akashamiswa nezvaakaona; zvino akati achiswedera kuzocherechedza, izwi raIshe rikanzwika, richiti,