Acts 7:49 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌeŋga ndico cigaro caŋgu coʋushe, Nenyika citsiko cetsoka dzaŋgu; Mucandiʋakira imba yakaɗiniko? Ndiɀo ɀinoreʋa Ishe; Kana nɀimbo yandiŋgazorora pairi ndeipi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Denga ndicho chigaro changu choushe uye nyika ndiyo chitsiko chetsoka dzangu. Ko, muchandivakira imba yakaita sei? ndizvo zvinotaura Ishe. Kana kuti nzvimbo yangu yokuzorora ichava kupiko?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“ ‘Denga chigaro changu choumambo, nyika iri iyo chitambarariko chetsoka dzangu. Imba yorudzii yaungandivakire; ndizvo zvinotaura Tenzi. Ndeipi nzvimbo yandingazororere?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Denga ndicho chigaro changu choushe, Nenyika chitsiko chetsoka dzangu; Muchandivakira imba yakadiniko? Ndizvo zvinoreva Ishe; Kana nzvimbo yandingazorora pairi ndeipi?
Shona 2009?
Denga ndicho chigaro changu chovushe. Nenyika chitsiko chetsoka dzangu; Muchandivakira imba yakadiniko? Ndizvo zvinoreva Ishe; Kana nzvimbo yandingazorora pairi ndeipi?
Shona SUB 2002 Bible
‘Denga ndicho chigaro changu choushe, Nenyika chitsiko chetsoka dzangu; Muchandivakira imba yakadiniko? Ndizvo zvinoreva Ishe; Kana nzvimbo yandingazorora pairi ndeipi?