Acts 7:53 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iyemi, makapiwa murairo seɀawakarairwa naʋatumŋa, mukasauceŋgeta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
iyemi makagamuchira murayiro wamakapiwa kubudikidza navatumwa, asi musina kuuteerera.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi makagamuchira mutemo sokupiwa kwawakaitwa navatumwa asi hamuna kuuchengeta.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iyemi, makapiwa murayiro sezvawakarayiwa navatumwa, mukasauchengeta.”
Shona 2009?
Iyemi, makapiwa murairo sezvawakarairwa navatumwa, mukasauchengeta.
Shona SUB 2002 Bible
Iyemi, makapiwa murairo sezvawakarayiwa navatumwa, mukasauchengeta.”