Acts 7:54 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakafa neshuŋgu kwaɀo, ʋakamugeɗa‐geɗera meno.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vanzwa izvi, vakashatirwa zvikuru uye vakamurumanyira meno avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakanzwa zvinhu izvi vakashatirwa kwazvo vakamuchenamira mazino.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachinzwa izvozvo, vakafa neshungu kwazvo, vakamugedagedera meno.
Shona 2009?
Zvino vakati vachinzwa izvozvo, vakafa neshungu kwazvo, vakamugeda-gedera meno.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachinzwa izvozvo, vakafa neshungu kwazvo, vakamugeda–gedera meno.