Acts 7:55 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iye azere noMŋeya Mutȿene, akatarisisa kuɗeŋga, akaʋona kubginya kwaMŋari, naJesu amire kuruʋoko rworudyi rwaMŋari,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Sitefani, azere noMweya Mutsvene, akatarisa kudenga akaona kubwinya kwaMwari, uye Jesu amire kuruoko rworudyi rwaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iye azere naMweya Mutsvene, akatarisisa mudenga akaona mbiri yaMwari, Jesu amire kurudyi rwaMwari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi iye azere naMweya Mutsvene, akatarisisa kudenga, akaona kubwinya kwaMwari, naJesu amire kuruoko rworudyi rwaMwari,
Shona 2009?
Asi iye azere noMweya Mutsvene, akatarisisa kudenga, akavona kubwinya kwaMwari, naJesu amire kuruvoko rwurudyi rwaMwari,
Shona SUB 2002 Bible
Asi iye azere naMweya Mutsvene, akatarisisa kudenga, akaona kubwinya kwaMwari, naJesu amire kuruoko rworudyi rwaMwari,