Acts 7:56 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Tarirai, ndinoʋona ɗeŋga rakazarurwa, noMŋanakomana womunhu amire kuruʋoko rworudyi rwaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Tarirai, ndinoona denga razaruka uye Mwanakomana woMunhu amire kuruoko rworudyi rwaMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akati, “Tarirai muone, ndiri kuona denga rakazaruka Mwanakomana womunhu akamira kurudyi rwaMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Tarirai, ndinoona denga rakazarurwa, noMwanakomana womunhu amire kuruoko rworudyi rwaMwari.”
Shona 2009?
akati: Tarirai, ndinovona denga rakazarurwa, noMwanakomana womunhu amire kuruvoko rworudyi rwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Tarirai, ndinoona denga rakazarurwa, noMwanakomana womunhu amire kuruoko rworudyi rwaMwari.”