Acts 7:57 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakaɗanidzira nenzwi guru, ʋakadziʋira nzeʋe dzaʋo, ʋakamhanyira kwaari ʋose pamŋe cete;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakanzwa izvi vakadzivira nzeve dzavo vakamhanyira kwaari vose, vachidanidzira namanzwi ari pamusoro-soro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vakazhamba nezwi repamusoro vakadzivirira nzeve vakamuti momote,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakadanidzira nezwi guru, vakadzivira nzeve dzavo, vakamhanyira kwaari vose pamwechete;
Shona 2009?
Zvino vakadanidzira nenzwi guru, vakadzivira nzeve dzavo, vakamhanyira kwaari vose pamwe chete;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakadanidzira nezwi guru, vakadzivira nzeve dzavo, vakamhanyira kwaari vose pamwechete;