Acts 7:59 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakataka Stefano, aciɗana aciti: Ishe Jesu, gamucirai mŋeya waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachiri kumutaka namabwe, Sitefani akanyengetera, akati, “Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavaimutaka namatombo Sitefani akanamata achiti, “Tenzi Jesu gamuchirai mweya wangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakataka Sitefano, achidana achiti, “Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.”
Shona 2009?
Vakataka Stefano, achidana achiti: Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Vakataka Sitefani, achidana achiti, “Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.”