Acts 7:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari akataura, aciti, ʋana ʋake ʋacaʋa ʋatorwa kunyika yaʋamŋe; ʋacaʋaita ʋaranda, nokuʋaʋonesa nhamo makore anamazana manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akataura naye achiti, ‘Zvizvarwa zvako zvichava vatorwa munyika isiri yavo, uye vachaitwa varanda vagotambudzwa kwamakore mazana mana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akati zvizvarwa zvake zvichava vatorwa munyika yavamwe vachavaita varanda nokuvabata zvakaipa kwamakore mazana mana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akataura, achiti, vana vake vachava vatorwa kunyika yavamwe; vachavaita varanda, nokuvaonesa nhamo makore ana mazana mana.
Shona 2009?
Mwari akataura saizvozvo achiti, vana vake vachava vatorwa kunyika yavamwe; uye kuti vacha\add va\add*ita varanda, nokuvavonesa nhamo makore anamazana mana.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akataura, achiti, vana vake vachava vatorwa kunyika yavamwe; vachavaita varanda, nokuvaonesa nhamo makore ana mazana mana.