Acts 8:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose, ʋaɗuku naʋakuru, ʋakamuterera, ʋaciti: Uyu munhu isimba guru raMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vanhu vose kubva kuna vakakwirira kusvikira kuna vari pasi pasi, vaimuteerera vachiti, “Munhu uyu ndiye simba Guru raMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vakamuteerera kubvira kuvaduku kusvika kuvakuru vachiti, “Murume uyu ndiye mumwe mwari uya anonzi Samukurumukuru.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vose, vaduku navakuru, vakamuteerera, vachiti, “Uyu munhu isimba guru raMwari.”
Shona 2009?
Vose, vaduku navakuru, vakamuteerera, vachiti: Uyu munhu isimba guru raMwari,
Shona SUB 2002 Bible
Vose, vaduku navakuru, vakamuteerera, vachiti, “Uyu munhu isimba guru raMwari.”