Acts 8:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋatenda Firipo, waiparidza mashoko oʋushe bgaMŋari nezita raJesu Kristu, ʋakabapatidzwa ʋarume naʋakadzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakati vatenda Firipi sezvo aiparidza vhangeri roumambo hwaMwari nezita raJesu Kristu, vakabhabhatidzwa, vose varume navakadzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pavakatenda Firipi paaiparidza Shoko Rakanaka nezvoumambo hwaMwari uye zita raJesu Kristu vakaombekwa, varume navakadzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vatenda Firipi, aiparidza mashoko oushe hwaMwari nezita raJesu Kristu, vakabhabhatidzwa varume navakadzi.
Shona 2009?
Zvino vakati vatenda Firipi, wakaparidza mashoko ovushe bwaMwari nezita raJesu Kristu, vakabhabhatidzwa varume navakadzi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vatenda Firipi, aiparidza mashoko oushe hwaMwari nezita raJesu Kristu, vakabhabhatidzwa varume navakadzi.