Acts 8:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Petro akati kwaari: Sirveri yako ŋgaiparadzwe newe, nokuti wakafuŋga kuteŋga cipo caMŋari nemari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Petro akapindura akati, “Mari yako ngaiparare pamwe chete newe, nokuti wakafunga kuti ungatenga chipo chaMwari nemari!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Pita akati kwaari, “Parara nemari yako iyoyo nokuti wafunga kuti unogona kuwana chipo chaMwari nemari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Petirosi akati kwaari, “Sirivha yako ngaiparadzwe newe, nokuti wakafunga kutenga chipo chaMwari nemari.
Shona 2009?
Zvino Peturo akati kwaari: Sirivheri yako ngaiparadzwe pamwechete newe, nokuti wakafunga kutenga chipo chaMwari nemari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Petirosi akati kwaari, “Sirivha yako ngaiparadzwe newe, nokuti wakafunga kutenga chipo chaMwari nemari.