Acts 8:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haunomugoʋe, kana cikamu, pacinhu ici, nokuti mŋoyo wako haunakururama pamberi paMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iwe hauna chikamu kana mugove muushumiri uhu, nokuti mwoyo wako hauna kunaka pamberi paMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hauna nzvimbo kana mugove mune zvinhu izvi nokuti mwoyo wako hauna kururama pamberi paMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hauna mugove, kana chikamu, pachinhu ichi, nokuti mwoyo wako hauna kururama pamberi paMwari.
Shona 2009?
Hauna mugove, kana chikamu, pachinhu ichi, nokuti moyo wako hauna kururama pamberi paMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Hauna mugove, kana chikamu, pachinhu ichi, nokuti mwoyo wako hauna kururama pamberi paMwari.