Acts 8:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoʋona kuti wapinda munduru inoʋaʋa, napakusuŋgwa kusakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinoona kuti iwe uzere nduru inovava uye wakasungwa nechivi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndinoona kuti mwoyo wako uzere nenduru inovava uye uri musungwa wouipi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti ndinoona kuti wapinda munduru inovava, napakusungwa kusakarurama.”
Shona 2009?
Nokuti ndinovona kuti wapinda munduru inovava, napakusungwa kusakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti ndinoona kuti wapinda munduru inovava, napakusungwa kusakarurama.”