Acts 8:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mutumŋa waShe akataura naFiripo, akati: Simuka, uende Zasi kunzira inobva Jerusarema iciɓurukira Gaza; iyo nyika irenje.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mutumwa waShe akati kuna Firipi, “Buruka uende zasi kumugwagwa, wokugwenga, unoburuka uchibva kuJerusarema uchienda kuGaza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa waMwari akati kuna Firipi, “Simuka uende kumaodzanyemba kunzira inodzika kuGaza ichibva kuJerusaremu.” Nzira iyi inzira yomurenje.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mutumwa waIshe akataura naFiripi, akati, “Simuka, uende Zasi kunzira inobva Jerusaremu ichiburukira Gaza; iyo nyika irenje.”
Shona 2009?
Zvino mutumwa waShe akataura naFiripi, akati: Simuka, uende Zasi kunzira inobva Jerusarema ichiburukira Gaza; iyo nyika irenje.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mutumwa waIshe akataura naFiripi, akati, “Simuka, uende Zasi kunzira inobva Jerusaremu ichiburukira Gaza; iyo nyika irenje.”