Acts 8:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Firipo akamhanyira’ko, akamunzwa aciraʋa muprofita Isaya, akati: Unonzwisisa ɀaunoraʋa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Firipi akamhanya achienda kungoro akanzwa murumwe uya achiverenga kubva kuna Isaya muprofita. Firipi akati kwaari, “Uri kunzwisisa zvauri kuverenga here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Firipi akamhanyira kwaari akamunzwa achiverenga Isaya muporofita. Akabvunza kuti, “Muri kunzwisisa here zvamuri kuverenga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Firipi akamhanyirako, akumunzwa achirava muporofita Isaya, akati, “Unonzwisisa zvaunorava here?”
Shona 2009?
Firipi akamhanyira'ko, akamunzwa achirava muporofita Isaya, akati: Unonzwisisa zvaunorava here?
Shona SUB 2002 Bible
Firipi akamhanyirako, akamunzwa achirava muporofita Isaya, akati, “Unonzwisisa zvaunorava here?”