Acts 8:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakuɀidzwa kwake kutoŋgwa kwake kwakabviswa; Ndianiko ucarondedzera rudzi rwake? Nokuti ʋupenyu bgake bgunobviswa panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukuninipiswa kwake akashayiwa kururamisirwa. Ndianiko angataura nezvezvizvarwa zvake? Nokuti upenyu hwake hwakabviswa panyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukuninipiswa ikoku haana kuitirwa zvaaikodzera Ndiani angatsanangure nezvechizvarwa chake nokuti upenyu hwake hwakabviswa panyika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakuzvidzwa kwake kutongwa kwake kwakabviswa; Ndianiko acharondedzera rudzi rwake? Nokuti upenyu hwake hunobviswa panyika.”
Shona 2009?
Pakuzvidzwa kwake kutongwa kwake kwakabviswa; Ndianiko ucharondedzera rudzi rwake? Nokuti vupenyu bwake bwunobviswa panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Pakuzvidzwa kwake kutongwa kwake kwakabviswa; Ndianiko acharondedzera rudzi rwake? Nokuti upenyu hwake hunobviswa panyika.”