Acts 8:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muranda akapindura Firipo, akati: Ndinokumbira kwauri, undiʋudze kuti muprofita unoreʋa aniko aciɗaro? Unoɀireʋa iye amene, kana mumŋe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muyunaki uyu akabvunza Firipi akati, “Ndapota, ndiudze, muprofita ari kutaura pamusoro paaniko, anozvireva iye kana mumwe munhuwo?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muyuniki akati kuna Firipi, “Nditaurirewo kuti muporofita uyu ari kutaura nezvani, nezvake here kana kuti nezvomumwewo?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muranda akapindura Firipi, akati, “Ndinokumbira kwauri, undiudze kuti muporofita anoreva aniko achidaro? Anozvireva iye amene, kana mumwe?”
Shona 2009?
Muranda akapindura Firipi, akati: Ndinokumbira kwauri, undivudze kuti muporofita unoreva aniko achidaro? Unozvireva iye amene, kana mumwe?
Shona SUB 2002 Bible
Muranda akapindura Firipi, akati, “Ndinokumbira kwauri, undiudze kuti muporofita anoreva aniko achidaro? Anozvireva iye amene, kana mumwe?”