Acts 8:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋacifamba munzira, ʋakaȿika panemvura; muranda akati: Heyi mvura; cinyiko ciŋgadziʋisa ndirege kubapatidzwa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvavakanga vachifamba nomugwagwa, vakasvika pakanga pane mvura saka muyunaki akati, “Tarirai, heino mvura. Chingandikonesa kubhabhatidzwa chiiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavaifamba kudaro munzira vakasvika pane mvura. Muyuniki akati, “Tarisa uone pano pane mvura. Chingandirambidze kuombekwa chii?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachifamba munzira, vakasvika pane mvura; muranda akati, “Heyi mvura; chinyiko chingadzivisa ndirege kubhabhatidzwa?” [
Shona 2009?
Zvino vakati vachifamba munzira akati: Heyi mvura; chinyiko chingadzivisa ndirege kubhabhatidzwa?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachifamba munzira, vakasvika pane mvura; muranda akati, “Heyi mvura; chiiko chingadzivisa ndirege kubhabhatidzwa?” [