Acts 8:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaciɓuɗa mumvura, Mŋeya waShe ukabvisa Firipo; muranda akasazomuʋona ɀe; nokuti wakafamba rwendo rwake, acifara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vabuda mumvura, Mweya waShe wakatora Firipi pakarepo, uye muyunaki haana kuzomuonazve, asi akafamba munzira yake achifara kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakabuda mumvura Mweya waTenzi wakabvisa Firipi ipapo. Muyuniki haana kuzomuonazve. Asi akaenda rwendo rwake achifara zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachibuda mumvura, Mweya waIshe akabvisa Firipi; muranda akasazomuonazve; nokuti akafamba rwendo rwake, achifara.
Shona 2009?
Zvino vakati vachibuda mumvura, Mweya waShe ukabvisa Firipi; muranda akasazomuvona zve; nokuti wakafamba rwendo rwake, achifara.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachibuda mumvura, Mweya waIshe akabvisa Firipi; muranda akasazomuonazve; nokuti akafamba rwendo rwake, achifara.