Acts 8:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Firipo wakawanika paAzoto, akapota nyika aciparidza Evaŋgeri pamaguta ose, kuȿikira paKesaria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakadaro hazvo, Firipi akazoonekwa paAzotasi uye akafamba achiparidza vhangeri mumaguta ose kusvikira asvika kuKesaria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Firipi akazoonekwa ava kuAzotusi. Maaipfuura namo aiparidza Shoko Rakanaka mumaguta ose kudzamara kusvika kuKesaria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Firipi akawanika paAzoto, akapota nyika achiparidza Vhangeri pamaguta ose, kusvikira paKesaria.
Shona 2009?
Asi Firipi wakawanika paAzoto, akapota nyika achiparidza evhangeri pamaguta ose, kusvikira paKesaria.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Firipi akawanika paAzoto, akapota nyika achiparidza Vhangeri pamaguta ose, kusvikira paSizaria.