Acts 8:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋazhinji ʋakaterera nomŋoyo mumŋe ɀairebga naFiripo, ʋacinzwa nokuʋona ɀiratidzo ɀaakaŋga aciita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vazhinji vakati vanzwa Firipi uye vakaona zviratidzo zvaakaita, vose vakanyatsoteerera kune zvaaitaura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikwata chikuru chavanhu chakateerera nomwoyo mumwechete kune zvaitaurwa naFiripi pavakamunzwa uye pavakaona zviratidzo zvaaiita,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vazhinji vakateerera nomwoyo mumwe zvairehwa naFiripi, vachinzwa nokuona zviratidzo zvaakanga achiita.
Shona 2009?
Vanhu vazhinji vakateerera nomoyo mumwe zvairebwa naFiripi, vachinzwa nokuvona zviratidzo zvaakanga achiita.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vazhinji vakateerera nomwoyo mumwe zvairehwa naFiripi, vachinzwa nokuona zviratidzo zvaakanga achiita.