Acts 9:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Sauro aciŋgoraŋgarira kutyisa nokuʋuraya ʋadzidzi ʋaShe, wakaenda kumuprista mukuru,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvichakadaro Sauro akanga ari mubishi rokutaura zvokuuraya vadzidzi vaShe. Akaenda kumuprista mukuru
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapowo Sauro akanga ari moto moto kutyisidzira nokuuraya vadzidzi vaTenzi. Akaenda kumupristi mukuru,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Sauro achingorangarira kutyisa nokuuraya vadzidzi vaIshe, akaenda kumupristi mukuru,
Shona 2009?
Asi Sauro achingorangarira kutyisa nokuvuraya vadzidzi vaShe, wakaenda kumuprista mukuru,,
Shona SUB 2002 Bible
Asi Sauro achingorangarira kutyisa nokuuraya vadzidzi vaIshe, akaenda kuMupristi Mukuru,