Acts 9:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakarepo pameso ake pakabva ɀinhu ɀineŋge mafunhurwa, akaʋona ɀe; akasimuka, ndokubapatidzwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakarepo, chinhu chakaita samakwati chakabva pameso aSauro, akagona kuonazve. Akasimuka akabhabhatidzwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo zvimwe zvinenge maranga zvakadonha mumaziso ake, akagona kuonazve. Akasimuka akaombekwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakarepo pameso ake pakabva zvinhu zvinenge mafunhurwa, akaonazve; akasimuka, ndokubhabhatidzwa;
Shona 2009?
Pakarepo pameso ake pakabva zvinhu zvinenge mafunhurwa, akavona zve; akasimuka, ndokusimbiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Pakarepo pameso ake pakabva zvinhu zvinenge mafunhurwa, akaonazve; akasimuka, ndokubhabhatidzwa;