Acts 9:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akadya ɀokudya, ndokusimbiswa. Akagara naʋadzidzi paDamasko mamŋe mazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye shure kwokunge adya zvokudya, akavazve nesimba. Sauro akagara navadzidzi paDhamasiko kwamazuva mazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadya akabva asimba. Sauro akagara navadzidzi kuDhamasikusi kwamazuva mazhinji.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akadya zvokudya, ndokusimbiswa. Akagara navadzidzi paDhamasiko mamwe mazuva.
Shona 2009?
Akagara navadzidzi paDhamaseko mamwe mazuva.
Shona SUB 2002 Bible
akadya zvokudya, ndokusimbiswa. Akagara navadzidzi paDhamasikosi mamwe mazuva.