Acts 9:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kuraŋgana kwaʋo kwakazikanwa naSauro. Ʋakarinda ʋo masuʋo masikati noʋusiku, kuti ʋamuʋuraye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi Sauro akanzwa nezverangano yavo. Vakarinda masuo eguta masikati nousiku vachiitira kuti vagomuuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaigaririra pamisuo mikuru siku nesikati kuti vamuuraye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kurangana kwavo kwakazikanwa naSauro. Vakarindawo masuo masikati nousiku, kuti vamuuraye.
Shona 2009?
Asi kurangana kwavo kwakazikamwa naSauro. Vakarindavo masuvo masikati novusiku, kuti vamuvuraye.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kurangana kwavo kwakazikanwa naSauro. Vakarindawo masuwo masikati nousiku, kuti vamuuraye.