Acts 9:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino hama dzakati dziciɀiziʋa, dzikamuɓurusira Kesaria, ndokumutumira Tarso.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino hama dzakati dzazvinzwa izvi, dzakamutora dzikaburuka naye kuKesaria ndokumuendesa kuTasasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vehama pavakazviziva vakadzika naye kuSezaria vakamuendesa kuTaso.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino hama dzakati dzichizviziva, dzakamuburusira Kesaria, ndokumutumira Taso.
Shona 2009?
Zvino hama dzakati dzichizviziva, dzikamuburusira Kesaria, ndokumutumira Taso.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino hama dzakati dzichizviziva, dzakamuburusira Sizaria, ndokumutumira Tasasi.