Amos 1:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Nemhaka yokuti ʋana ʋaAmoni ʋakaɗarika katatu, ɀimŋe kanna, handiŋgadzori kurobga kwaʋo; nokuti ʋakatumbura ʋakadzi ʋakaŋga ʋanemimba ʋeGireadi, kuti ʋakurise nyika yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha, “Nemhaka yezvivi zvitatu zvaAmoni, kunyange zvina, handingadzori hasha dzangu. Nokuti akatumbura vakadzi vane mimba veGireadhi, kuti awedzere miganhu yake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTENZI, “Pamusana pokutadza rutatu rutatu kwevokwaAmoni kutosvika zvavo runa, handimborega kuvaranga; nokuti vakatumbura madzimai akazvitakura okuGireadhi vachiitira kukudza-kudza nyika yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, “Nemhaka yokuti vanhu vaAmoni vakadarika katatu, zvimwe kana, handingadzori kurohwa kwavo; nokuti vakatumbura vakadzi vakanga vane mimba veGireadhi, kuti vakurise nyika yavo.
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, "Nemhaka yokuti vanhu vaAmoni vakadarika katatu, zvimwe kana, handingadzori kurohwa kwavo; nokuti vakatumbura vakadzi vakanga vane mimba veGiriyadhi, kuti vakurise nyika yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, “Nemhaka yokuti vanhu vaAmoni vakadarika katatu, zvimwe kana, handingadzori kurohwa kwavo; nokuti vakatumbura vakadzi vakanga vane mimba veGiriadhi, kuti vakurise nyika yavo.