Amos 1:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mambo waʋo ucatapxa, iye pamŋe cete namacinda ake — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo wake achaenda muutapwa, iye namakurukota ake pamwe chete,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo wavo achatapwa agoendwa naye, iye pamwechete namachinda ake,” ndizvo zviri kutaura TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mambo wavo achatapwa, iye pamwechete namachinda ake,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
mambo wavo achatapwa, iye pamwechete namachinda ake," ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
mambo wavo achatapwa, iye pamwechete namachinda ake,” ndizvo zvinotaura Jehovha.