Amos 1:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndicatuma mŋoto mumba maHazaeri, ucapedza dzimba dzoʋushe dzaBeni‐hadadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndichatumira moto paimba yaHazaeri uchaparadza nhare dzaBheni Hadhadhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka ndichatumira moto kumba yaHazaeri, ucharoromesa nzvimbo dzaBhenihadhadhi dzokuzvidzivirira nazvo muhondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndichatuma moto mumba maHazaeri, uchapedza dzimba dzohushe dzaBhenihadhadhi.
Shona 2009?
Asi ndichatuma moto mumba maHazaeri, uchapedza dzimba dzohushe dzaBhenihadhadhi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndichatuma moto mumba maHazaeri, uchapedza dzimba dzohushe dzaBhenihadhadhi.